Pisarema 139:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri+Pandakaitwa pakavanda,+Pandakarukwa ndiri mumativi akadzikira+ kwazvo enyika. Muparidzi 11:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Sezvausingazivi kufamba kunoita mudzimu mumapfupa ari mudumbu raiye ane pamuviri,+ saizvozvowo hauzivi basa raMwari wechokwadi, anoita zvinhu zvose.+
15 Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri+Pandakaitwa pakavanda,+Pandakarukwa ndiri mumativi akadzikira+ kwazvo enyika.
5 Sezvausingazivi kufamba kunoita mudzimu mumapfupa ari mudumbu raiye ane pamuviri,+ saizvozvowo hauzivi basa raMwari wechokwadi, anoita zvinhu zvose.+