VaHebheru 11:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokutenda akagara ari mutorwa munyika yechipikirwa,+ somunyika isiri yake, akagara mumatende+ pamwe chete naIsaka+ naJakobho,+ vagari venhaka yechipikirwa ichocho pamwe chete naye.+
9 Nokutenda akagara ari mutorwa munyika yechipikirwa,+ somunyika isiri yake, akagara mumatende+ pamwe chete naIsaka+ naJakobho,+ vagari venhaka yechipikirwa ichocho pamwe chete naye.+