Genesisi 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Genesisi 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+ VaRoma 15:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti ndinotaura kuti Kristu chokwadi akava mushumiri+ wevaya vakadzingiswa+ nokuda kwouchokwadi hwaMwari,+ kuti asimbise zvipikirwa+ zvakaitwa naMwari kumadzitateguru avo, VaGaratiya 4:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvino isu, hama, tiri vana vechipikirwa sezvakanga zvakaita Isaka.+
7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+
8 Nokuti ndinotaura kuti Kristu chokwadi akava mushumiri+ wevaya vakadzingiswa+ nokuda kwouchokwadi hwaMwari,+ kuti asimbise zvipikirwa+ zvakaitwa naMwari kumadzitateguru avo,