Genesisi 15:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino akamubudisa kunze akati: “Ndapota, tarira kumusoro kumatenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.”+ Akati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+ Dheuteronomi 34:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino Jehovha akati kwaari: “Iyi ndiyo nyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ Ndaita kuti uione nemaziso ako, zvausingazoyambukiri kwairi.”+ VaHebheru 11:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokudarowo munhu mumwe chete,+ iye akanga aita seafa,+ akabereka vana vazhinji senyeredzi dzokudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa, risingaverengeki.+
5 Zvino akamubudisa kunze akati: “Ndapota, tarira kumusoro kumatenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.”+ Akati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+
4 Zvino Jehovha akati kwaari: “Iyi ndiyo nyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ Ndaita kuti uione nemaziso ako, zvausingazoyambukiri kwairi.”+
12 Nokudarowo munhu mumwe chete,+ iye akanga aita seafa,+ akabereka vana vazhinji senyeredzi dzokudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa, risingaverengeki.+