Genesisi 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, ndichatuka anokutuka,+ uye mhuri dzose dzepanyika dzichazvikomborera nokwauri.”+ Genesisi 22:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Chokwadi marudzi ose enyika achazvikomborera nokumwana wako+ nokuti wateerera inzwi rangu.’”+ Mabasa 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndimi vanakomana+ vevaprofita nevesungano iyo Mwari akaita nemadzitateguru enyu, achiti kuna Abrahamu, ‘Mhuri dzose dzepanyika dzichakomborerwa nokumwana* wako.’+ VaGaratiya 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino Rugwaro, ruchifanoona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nokuda kwokutenda, rwakafanozivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, okuti: “Marudzi ose achakomborerwa nokwauri.”+
3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, ndichatuka anokutuka,+ uye mhuri dzose dzepanyika dzichazvikomborera nokwauri.”+
25 Ndimi vanakomana+ vevaprofita nevesungano iyo Mwari akaita nemadzitateguru enyu, achiti kuna Abrahamu, ‘Mhuri dzose dzepanyika dzichakomborerwa nokumwana* wako.’+
8 Zvino Rugwaro, ruchifanoona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nokuda kwokutenda, rwakafanozivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, okuti: “Marudzi ose achakomborerwa nokwauri.”+