Genesisi 25:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Jehovha akati kwaari: “Marudzi maviri ari mudumbu mako,+ uye mapoka maviri emarudzi achaparadzaniswa achibva mukati mako;+ rimwe boka rorudzi richava nesimba kupfuura rimwe boka rorudzi,+ mukuru achashandira muduku.”+
23 Jehovha akati kwaari: “Marudzi maviri ari mudumbu mako,+ uye mapoka maviri emarudzi achaparadzaniswa achibva mukati mako;+ rimwe boka rorudzi richava nesimba kupfuura rimwe boka rorudzi,+ mukuru achashandira muduku.”+