1 Samueri 28:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo Sauro akaita kuti arege kuzivikanwa,+ akapfeka dzimwe nguo, akaenda, iye nevarume vaviri vaaiva navo; uye vakasvika kumukadzi wacho usiku.+ Zvino akati: “Ndapota, ndishoperere+ nokusvikirwa, undibudisire munhu wandichakuudza.”
8 Naizvozvo Sauro akaita kuti arege kuzivikanwa,+ akapfeka dzimwe nguo, akaenda, iye nevarume vaviri vaaiva navo; uye vakasvika kumukadzi wacho usiku.+ Zvino akati: “Ndapota, ndishoperere+ nokusvikirwa, undibudisire munhu wandichakuudza.”