Isaya 65:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Mhumhi+ negwayana zvichafura pamwe chete,+ shumba ichadya uswa senzombe;+ uye nyoka ichadya guruva.+ Hazvizokuvadzi+ kana kuparadza mugomo rangu rose dzvene,”+ Jehovha adaro. Mika 7:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vachananzva guruva sezvinoita nyoka;+ vachabuda mumasvingo avo anodzivirira vachidedera+ sezvinoita zvinokambaira zvepanyika. Vachauya kuna Jehovha Mwari wedu vachidedera, uye vachakutyai.”+
25 “Mhumhi+ negwayana zvichafura pamwe chete,+ shumba ichadya uswa senzombe;+ uye nyoka ichadya guruva.+ Hazvizokuvadzi+ kana kuparadza mugomo rangu rose dzvene,”+ Jehovha adaro.
17 Vachananzva guruva sezvinoita nyoka;+ vachabuda mumasvingo avo anodzivirira vachidedera+ sezvinoita zvinokambaira zvepanyika. Vachauya kuna Jehovha Mwari wedu vachidedera, uye vachakutyai.”+