RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 12:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.

  • Genesisi 28:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Achakupa chikomborero chaAbrahamu,+ iwe nevana* vako vauinavo,+ kuti uite kuti nyika yaunogara uri mutorwa ive yako,+ yakapiwa Abrahamu naMwari.”+

  • Pisarema 105:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Achiti: “Ndichakupa nyika yeKenani+

      Kuti ive mugove wenhaka yako.”+

  • Mabasa 7:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Asi haana kumupa chimwe chinhu chaizogarwa nhaka mairi, aiwa, kunyange upamhi hwetsoka;+ asi akapikira kumupa iyo kuti ive yake,+ uye pashure pake kuvana* vake,+ paakanga asati ava nomwana.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe