Jobho 34:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvipenyu zvose zvenyama zvichaparara pamwe chete,Uye munhu wepanyika achadzokera kuguruva chaiko.+ Muparidzi 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe chete.+ Zvose zvakabva kuguruva,+ uye zvose zvinodzokera kuguruva.+
15 Zvipenyu zvose zvenyama zvichaparara pamwe chete,Uye munhu wepanyika achadzokera kuguruva chaiko.+
20 Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe chete.+ Zvose zvakabva kuguruva,+ uye zvose zvinodzokera kuguruva.+