Joshua 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kuti ichi chive chiratidzo+ pakati penyu. Kana vanakomana venyu vakazobvunza munguva inouya, vachiti, ‘Nei mune matombo aya?’+
6 kuti ichi chive chiratidzo+ pakati penyu. Kana vanakomana venyu vakazobvunza munguva inouya, vachiti, ‘Nei mune matombo aya?’+