Genesisi 31:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Murwi uyu chapupu, uye shongwe iyi chinhu chinopupurira,+ kuti handingadariki murwi uyu kuzokurwisa uye kuti haungadariki murwi uyu neshongwe iyi kuzondikuvadza.+ Vatongi 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Pashure penguva yakati, varidzi venyika yeShekemu vose neimba yose yaMiro+ vakaungana, vakaenda, vakaita kuti Abhimereki atonge ari mambo,+ pedyo nomuti mukuru,+ mbiru yaiva muShekemu.+
52 Murwi uyu chapupu, uye shongwe iyi chinhu chinopupurira,+ kuti handingadariki murwi uyu kuzokurwisa uye kuti haungadariki murwi uyu neshongwe iyi kuzondikuvadza.+
6 Pashure penguva yakati, varidzi venyika yeShekemu vose neimba yose yaMiro+ vakaungana, vakaenda, vakaita kuti Abhimereki atonge ari mambo,+ pedyo nomuti mukuru,+ mbiru yaiva muShekemu.+