RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 18:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Ndichavamutsira muprofita anobva pakati pehama dzavo, akaita sewe;+ ndichaisa mashoko angu mumuromo make,+ uye achataura navo zvose zvandichamurayira.+

  • Pisarema 2:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Ndikumbire,+ kuti ndikupe marudzi ave nhaka yako+

      Nokumigumo yenyika kuti kuve kwako.+

  • Isaya 11:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Zvino pazuva iroro+ pachava nomudzi waJese+ unenge wakamira sechiratidzo nokuda kwevanhu.+ Marudzi achaenda kwaari achibvunza,+ uye nzvimbo yake yokuzororera ichakudzwa.+

  • Mateu 2:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 ‘Asi iwe, haiwa iwe Bhetrehema+ renyika yeJudha, hausi guta risingakoshi zvikuru pakati pevatungamiriri veJudha; nokuti mauri muchabuda mutungamiriri,+ achafudza+ vanhu vangu, vaIsraeri.’”

  • Johani 10:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Ndine mamwe makwai,+ asiri edanga rino;+ iwayowo ndinofanira kuuya nawo, achateerera inzwi rangu,+ uye achava boka rimwe chete, pasi pomufudzi mumwe chete.+

  • Zvakazarurwa 7:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Pashure pezvinhu izvi ndakaona, uye, tarira! boka guru revanhu,+ vakanga vasingakwanisi kuverengwa nomunhu, vanobva kumarudzi ose+ nemadzinza nevanhu+ nendimi,+ vamire pamberi pechigaro choumambo+ nepamberi peGwayana, vakapfeka nguo refu chena;+ uye mumaoko avo makanga muine mapazi emichindwe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe