Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ Genesisi 21:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ipapo Mwari akati kuna Abrahamu: “Usarega chero chinhu chipi zvacho icho Sara anoramba achikutaurira chichiva chisingakufadzi pamusoro pomukomana uye pamusoro pomurandasikana wako. Teerera inzwi rake, nokuti achanzi mwana* wako achavapo nokuna Isaka.+ Genesisi 28:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vana vako vachava seguruva renyika,+ vachapararira kwose kwose kumavirira nokumabvazuva nokuchamhembe nokumaodzanyemba,+ uye mhuri dzose dzenyika dzichazvikomborera nokwauri uye nokuvana vako.+ VaRoma 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Uyewo ivo vose havasi vana nokuti vanonzi vana* vaAbrahamu,+ asi: “Achanzi ‘mwana wako’ achavapo nokuna Isaka.”+ VaGaratiya 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino zvipikirwa zvakataurwa kuna Abrahamu+ uye kumwana*+ wake. Icho hachitauri chichiti: “Kuvana,” sokune vazhinji vakadaro, asi sokune mumwe chete,+ icho chinoti: “Kumwana wako,”+ uyo ari Kristu.+
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
12 Ipapo Mwari akati kuna Abrahamu: “Usarega chero chinhu chipi zvacho icho Sara anoramba achikutaurira chichiva chisingakufadzi pamusoro pomukomana uye pamusoro pomurandasikana wako. Teerera inzwi rake, nokuti achanzi mwana* wako achavapo nokuna Isaka.+
14 Vana vako vachava seguruva renyika,+ vachapararira kwose kwose kumavirira nokumabvazuva nokuchamhembe nokumaodzanyemba,+ uye mhuri dzose dzenyika dzichazvikomborera nokwauri uye nokuvana vako.+
7 Uyewo ivo vose havasi vana nokuti vanonzi vana* vaAbrahamu,+ asi: “Achanzi ‘mwana wako’ achavapo nokuna Isaka.”+
16 Zvino zvipikirwa zvakataurwa kuna Abrahamu+ uye kumwana*+ wake. Icho hachitauri chichiti: “Kuvana,” sokune vazhinji vakadaro, asi sokune mumwe chete,+ icho chinoti: “Kumwana wako,”+ uyo ari Kristu.+