Genesisi 28:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Uyezve, akatumidza nzvimbo iyoyo kuti Bheteri;+ asi chaizvoizvo, guta racho raimbonzi Ruzi.+ Genesisi 31:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndini Mwari wechokwadi wokuBheteri,+ pawakazodza shongwe+ uye pawakapika mhiko kwandiri.+ Zvino simuka, buda munyika ino udzokere kunyika yawakaberekerwa.’”+
13 Ndini Mwari wechokwadi wokuBheteri,+ pawakazodza shongwe+ uye pawakapika mhiko kwandiri.+ Zvino simuka, buda munyika ino udzokere kunyika yawakaberekerwa.’”+