RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+

  • Genesisi 24:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Jehovha Mwari wematenga, uyo akandibvisa paimba yababa vangu nepanyika yehama dzangu,+ uyo akataura neni uye akandipikira,+ achiti, ‘Ndichapa mwana* wako+ nyika ino,’+ achatuma ngirozi yake pamberi pako,+ uye uchatorera mwanakomana wangu mudzimai ikoko.+

  • Eksodho 33:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 Zvino Jehovha akatizve kuna Mosesi: “Enda, ibva pano, iwe nevanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti,+ muende kunyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana vako.’+

  • Genesisi 12:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe