Genesisi 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+ Dheuteronomi 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jehovha Mwari wenyu akaita kuti muve vazhinji, uye nhasi mava vazhinji senyeredzi dzokumatenga.+ VaHebheru 11:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokudarowo munhu mumwe chete,+ iye akanga aita seafa,+ akabereka vana vazhinji senyeredzi dzokudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa, risingaverengeki.+
17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+
12 Nokudarowo munhu mumwe chete,+ iye akanga aita seafa,+ akabereka vana vazhinji senyeredzi dzokudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa, risingaverengeki.+