Eksodho 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi mukadzi mumwe nomumwe anofanira kukumbira muvakidzani wake nomukadzi mutorwa ari kugara mumba make zvinhu zvesirivha nezvinhu zvendarama nemajasi, muzvipfekedze vanakomana venyu nevanasikana venyu; mutorere vaIjipiti zvose.”+ Pisarema 105:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Akavabudisa vaine sirivha nendarama;+Hapana aigumburwa pamadzinza ake.
22 Asi mukadzi mumwe nomumwe anofanira kukumbira muvakidzani wake nomukadzi mutorwa ari kugara mumba make zvinhu zvesirivha nezvinhu zvendarama nemajasi, muzvipfekedze vanakomana venyu nevanasikana venyu; mutorere vaIjipiti zvose.”+