RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 17:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Mwari akati: “Chokwadi Sara mudzimai wako achakuberekera mwanakomana, uye umutumidze kuti Isaka.+ Ndichaita sungano yangu naye ive sungano nevana* vake vanomutevera nokusingagumi.+

  • Genesisi 22:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+

  • VaGaratiya 3:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Uyezve, ndinotaura izvi: Kana iri sungano yakasimbiswa kare naMwari,+ Mutemo wakavapo makore mazana mana nemakumi matatu+ gare gare hauishayisi simba, kuti ubvise chipikirwa chacho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe