Eksodho 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichaburuka kuti ndivanunure pamaoko evaIjipiti+ uye kuti ndivabudise munyika iyoyo kuti ndivaendese kunyika yakanaka uye yakakura, kunyika inoyerera mukaka nouchi,+ kunharaunda yevaKenani nevaHiti nevaAmori nevaPerizi nevaHivhi nevaJebhusi.+
8 Ndichaburuka kuti ndivanunure pamaoko evaIjipiti+ uye kuti ndivabudise munyika iyoyo kuti ndivaendese kunyika yakanaka uye yakakura, kunyika inoyerera mukaka nouchi,+ kunharaunda yevaKenani nevaHiti nevaAmori nevaPerizi nevaHivhi nevaJebhusi.+