Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Mako 12:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Asi pamusoro pevakafa, kuti vanomutswa, hamuna kuverenga here mubhuku raMosesi, munyaya yegwenzi reminzwa, matauriro akaita Mwari kwaari kuti, ‘Ndini Mwari waAbrahamu naMwari waIsaka naMwari waJakobho’?+
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
26 Asi pamusoro pevakafa, kuti vanomutswa, hamuna kuverenga here mubhuku raMosesi, munyaya yegwenzi reminzwa, matauriro akaita Mwari kwaari kuti, ‘Ndini Mwari waAbrahamu naMwari waIsaka naMwari waJakobho’?+