Genesisi 26:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 nokuti Abrahamu akateerera inzwi rangu, akaramba achichengeta zvaaisungirwa kuti andiitire, mirayiro yangu, mirau yangu, nemitemo yangu.”+ VaHebheru 11:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi akafunga kuti Mwari akanga achikwanisa kumumutsa kunyange kubva kuvakafa;+ uye akamugamuchirawo nenzira yokufananidzira+ kubva ikoko. Jakobho 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Abrahamu baba vedu+ havana kunzi vakarurama here nemabasa pashure pokunge vabayira Isaka mwanakomana wavo paatari?+ 1 Johani 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Rudo ruri pachinhu ichi, kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu.+ 1 Johani 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kuda+ Mwari kunoreva izvi, kuti tichengete mirayiro yake;+ uye mirayiro yake hairemi,+
5 nokuti Abrahamu akateerera inzwi rangu, akaramba achichengeta zvaaisungirwa kuti andiitire, mirayiro yangu, mirau yangu, nemitemo yangu.”+
19 Asi akafunga kuti Mwari akanga achikwanisa kumumutsa kunyange kubva kuvakafa;+ uye akamugamuchirawo nenzira yokufananidzira+ kubva ikoko.
21 Abrahamu baba vedu+ havana kunzi vakarurama here nemabasa pashure pokunge vabayira Isaka mwanakomana wavo paatari?+
10 Rudo ruri pachinhu ichi, kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu.+