Genesisi 13:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvokuti, kudai munhu aikwanisa kuverenga guruva renyika, vana vako vaizoverengwawo.+ Genesisi 15:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino akamubudisa kunze akati: “Ndapota, tarira kumusoro kumatenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.”+ Akati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+ Mabasa 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndimi vanakomana+ vevaprofita nevesungano iyo Mwari akaita nemadzitateguru enyu, achiti kuna Abrahamu, ‘Mhuri dzose dzepanyika dzichakomborerwa nokumwana* wako.’+ VaGaratiya 3:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uyewo, kana muri vanhu vaKristu, chokwadi muri vana* vaAbrahamu,+ vagari venhaka kana tichitaura nezvechipikirwa.+ VaHebheru 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 achiti: “Chokwadi ndichakukomborera kwazvo, uye ndichaita kuti uwande kwazvo.”+
16 Ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvokuti, kudai munhu aikwanisa kuverenga guruva renyika, vana vako vaizoverengwawo.+
5 Zvino akamubudisa kunze akati: “Ndapota, tarira kumusoro kumatenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.”+ Akati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+
25 Ndimi vanakomana+ vevaprofita nevesungano iyo Mwari akaita nemadzitateguru enyu, achiti kuna Abrahamu, ‘Mhuri dzose dzepanyika dzichakomborerwa nokumwana* wako.’+
29 Uyewo, kana muri vanhu vaKristu, chokwadi muri vana* vaAbrahamu,+ vagari venhaka kana tichitaura nezvechipikirwa.+