RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 26:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 ‘Ndichaita kuti vana vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga uye ndichapa vana vako nyika dzose idzi;+ marudzi ose enyika achazvikomborera nokuvana vako,’+

  • Mabasa 7:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Asi haana kumupa chimwe chinhu chaizogarwa nhaka mairi, aiwa, kunyange upamhi hwetsoka;+ asi akapikira kumupa iyo kuti ive yake,+ uye pashure pake kuvana* vake,+ paakanga asati ava nomwana.+

  • VaHebheru 11:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 kunyange akanga audzwa kuti: “Achanzi ‘mwana* wako’ achavapo nokuna Isaka.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe