RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 13:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 nokuti nyika yose yawakatarira, ndichaipa iwe nevana vako nokusingagumi.+

  • Eksodho 32:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Yeukai Abrahamu, Isaka naIsraeri vashumiri venyu, vamakapikira muchipika nemi pachenyu,+ zvamakati kwavari, ‘Ndichaita kuti vana venyu vawande senyeredzi dzokumatenga,+ ndichapa vana+ venyu nyika yose iyi yandakasarudza, kuti vaiite yavo nokusingagumi.’”+

  • Dheuteronomi 34:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino Jehovha akati kwaari: “Iyi ndiyo nyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ Ndaita kuti uione nemaziso ako, zvausingazoyambukiri kwairi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe