Genesisi 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo Abramu akatora Sarai mudzimai wake+ naRoti mwana womukoma wake+ nezvinhu zvose zvavakanga vaunganidza+ nemweya yavakanga vawana muHarani, vakabuda kuti vaende kunyika yeKenani.+ Vakazosvika kunyika yeKenani. Mabasa 7:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Akabva abuda munyika yevaKadheya, akanogara kuHarani. Zvino achibva imomo, pashure pokunge baba vake vafa,+ Mwari akamutamisira kunyika ino yamugere zvino.+
5 Naizvozvo Abramu akatora Sarai mudzimai wake+ naRoti mwana womukoma wake+ nezvinhu zvose zvavakanga vaunganidza+ nemweya yavakanga vawana muHarani, vakabuda kuti vaende kunyika yeKenani.+ Vakazosvika kunyika yeKenani.
4 Akabva abuda munyika yevaKadheya, akanogara kuHarani. Zvino achibva imomo, pashure pokunge baba vake vafa,+ Mwari akamutamisira kunyika ino yamugere zvino.+