RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvino akati kuna Abramu: “Chokwadi ziva kuti vana vako vachava vatorwa munyika isiri yavo,+ vachavashandira, uye ivava vachavatambudza kwemakore mazana mana.+

  • Revhitiko 26:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndini Jehovha Mwari wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti kuti murege kuvashandira sevaranda,+ ndikatyora zvikeyi zvejoko renyu, ndikakufambisai makati tote.+

  • Nehemiya 9:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Naizvozvo makaona+ kutambudzika kwemadzitateguru edu muIjipiti, mukanzwa+ kuchema kwawo paGungwa Dzvuku.

  • Mabasa 7:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Chokwadi ndaona kuitirwa zvakaipa kwevanhu vangu vari muIjipiti,+ uye ndanzwa kugomera+ kwavo uye ndaburuka kuti ndivanunure.+ Zvino chiuya, ndichakutuma kuIjipiti.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe