Eksodho 14:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino ngirozi+ yaMwari wechokwadi yakanga ichitungamirira boka raIsraeri yakabva ikaenda shure kwavo, uye shongwe yegore yakabva mberi kwavo ikamira shure kwavo.+
19 Zvino ngirozi+ yaMwari wechokwadi yakanga ichitungamirira boka raIsraeri yakabva ikaenda shure kwavo, uye shongwe yegore yakabva mberi kwavo ikamira shure kwavo.+