Genesisi 15:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi pachizvarwa chechina vachadzoka kuno,+ nokuti kukanganisa kwevaAmori hakusati kwakwana.”+