Numeri 13:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Vakamuudza kuti: “Takapinda munyika yamakatituma, chokwadi inoyerera mukaka nouchi,+ izvi ndizvo zvibereko zvayo.+ Dheuteronomi 8:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti Jehovha Mwari wako ari kukupinza munyika yakanaka,+ nyika ine mipata ine hova dzemvura, zvitubu nemadziva akadzika anobuda mubani+ nomunzvimbo ine makomo,
27 Vakamuudza kuti: “Takapinda munyika yamakatituma, chokwadi inoyerera mukaka nouchi,+ izvi ndizvo zvibereko zvayo.+
7 Nokuti Jehovha Mwari wako ari kukupinza munyika yakanaka,+ nyika ine mipata ine hova dzemvura, zvitubu nemadziva akadzika anobuda mubani+ nomunzvimbo ine makomo,