VaGaratiya 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+ VaGaratiya 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo Mutemo wakava muperekedzi wedu uchitungamirira kuna Kristu,+ kuti tinzi takarurama+ nokuda kwokutenda. VaKorose 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti zvinhu izvozvo mumvuri+ wezvinhu zvichauya, asi chinhu chacho chaicho+ ndechaKristu.+ VaHebheru 9:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 achiti: “Iri ndiro ropa resungano iyo Mwari akarayira pamuri.”+ VaHebheru 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti Mutemo zvauri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya, asi kwete zvinhu zvacho chaizvo, vanhu havangambogoni kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana+ nezvibayiro zvakafanana zvavanogara vachipa gore negore.
19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+
24 Naizvozvo Mutemo wakava muperekedzi wedu uchitungamirira kuna Kristu,+ kuti tinzi takarurama+ nokuda kwokutenda.
10 Nokuti Mutemo zvauri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya, asi kwete zvinhu zvacho chaizvo, vanhu havangambogoni kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana+ nezvibayiro zvakafanana zvavanogara vachipa gore negore.