RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 3:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Ngirozi yaJehovha yakabva yazviratidza kwaari iri mumurazvo womoto pakati pegwenzi reminzwa.+ Zvaakaramba achitarira, akaona gwenzi reminzwa richibvira moto, asi gwenzi racho rakanga risingatsvi.

  • Dheuteronomi 4:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Nokuti Jehovha Mwari wako moto unoparadza,+ ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara.+

  • Ezekieri 1:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Zvino ndakaona chimwe chinhu chakanga chakaita sokupenya kwechinhu chakagadzirwa nendarama nesirivha,+ chakaita somoto mukati macho mose,+ kubvira maiita sokunge muhudyu make zvichikwira; uye kubvira maiita sokunge muhudyu make zvichidzika ndakaona chimwe chinhu chakaita somoto, uye aipenya kumativi ose.

  • VaHebheru 12:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Nokuti Mwari wedu moto unoparadza.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe