2 Samueri 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Dhavhidhi nevanhu vose vaakanga ainavo vakabva vasimuka, vakaenda kuBhaare-judha+ kuti vanouya neareka+ yaMwari wechokwadi kubva ikoko, ipo panoshevedzwa zita, iro zita+ raJehovha wemauto,+ agere pamakerubhi.+ 2 Madzimambo 19:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Hezekiya akatanga kunyengetera+ ari pamberi paJehovha, akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ agere pamusoro pemakerubhi,+ imi moga ndimi Mwari wechokwadi paumambo+ hwose hwenyika.+ Ndimi makaita matenga+ nenyika.+ Isaya 37:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Haiwa Jehovha wemauto, Mwari waIsraeri,+ agere pamusoro pemakerubhi, imi moga ndimi Mwari wechokwadi paumambo hwose hwenyika.+ Ndimi makaita matenga nenyika.+
2 Dhavhidhi nevanhu vose vaakanga ainavo vakabva vasimuka, vakaenda kuBhaare-judha+ kuti vanouya neareka+ yaMwari wechokwadi kubva ikoko, ipo panoshevedzwa zita, iro zita+ raJehovha wemauto,+ agere pamakerubhi.+
15 Hezekiya akatanga kunyengetera+ ari pamberi paJehovha, akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ agere pamusoro pemakerubhi,+ imi moga ndimi Mwari wechokwadi paumambo+ hwose hwenyika.+ Ndimi makaita matenga+ nenyika.+
16 “Haiwa Jehovha wemauto, Mwari waIsraeri,+ agere pamusoro pemakerubhi, imi moga ndimi Mwari wechokwadi paumambo hwose hwenyika.+ Ndimi makaita matenga nenyika.+