RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 39:42
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 42 Vanakomana vaIsraeri vakaita basa rose saizvozvo, maererano nezvose zvakanga zvarayirwa Mosesi naJehovha.+

  • Numeri 8:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino aya ndiwo magadzirirwo akanga akaitwa chigadziko chemarambi. Chakanga chakagadzirwa nenyundo chiri chendarama. Chakanga chakagadzirwa nenyundo+ kusvikira kumativi acho uye kusvikira kumaruva acho akatumbuka. Maererano nezvakanga zvaratidzwa+ Mosesi naJehovha, iye akanga agadzira chigadziko chemarambi saizvozvo.

  • Mabasa 7:44
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 “Madzitateguru edu akanga aine tende rouchapupu murenje, sokurayira kwaakaita paaitaura naMosesi kuti arigadzire maererano nomufananidzo waakanga aona.+

  • VaHebheru 8:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe