RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 40:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Ugadzire chivanze+ kumativi ose woisa chinhu chinovhara pagedhi+ rechivanze.

  • 1 Madzimambo 6:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Akavaka chivanze chomukati+ nemitsara+ mitatu yematombo akavezwa uye mutsara wematanda omusidhari.

  • 1 Madzimambo 8:64
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 64 Pazuva iroro mambo aifanira kutsvenesa pakati pechivanze chiri pamberi peimba yaJehovha,+ nokuti ipapo ndipo paaifanira kupa chibayiro chinopiswa nechinopiwa chezviyo nemafuta ezvibayiro zvokugoverana; nokuti atari+ yemhangura yaiva pamberi paJehovha yaiva duku kwazvo zvokuti yakanga isingakwani chibayiro chinopiswa nechinopiwa chezviyo nemafuta+ ezvibayiro zvokugoverana.

  • Pisarema 84:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti zuva rimwe chete muzvivanze zvenyu rinopfuura ane chiuru kune imwe nzvimbo.+

      Ndakasarudza kumira pachikumbaridzo muimba yaMwari wangu+

      Panzvimbo pokufamba-famba mumatende ezvakaipa.+

  • Pisarema 92:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Vaya vakadyarwa muimba yaJehovha,+

      Muzvivanze zvaMwari wedu,+ vachatumbuka.

  • Pisarema 100:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Pindai pamagedhi ake muchionga,+

      Pindai muzvivanze zvake muchirumbidza.+

      Muongei, rumbidzai zita rake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe