-
Revhitiko 23:13Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
13 uye zvegumi zviviri zveefa yefurawa yakatsetseka yakakanyiwa nemafuta, kuti zvive chinopiwa chacho chezviyo, chive chinopiwa chinopisirwa Jehovha nomoto, kunhuhwirira kwakanaka; uye chikamu chimwe chete pazvikamu zvina zvewaini kuti chive chinopiwa chacho chinonwiwa.
-