Jeremiya 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino Jehovha akati kwandiri: “Kunyange dai Mosesi+ naSamueri+ vanga vakamira pamberi pangu, mweya wangu waisazombova nehanya nevanhu ava.+ Ndaizovadzinga pamberi pechiso changu, kuti vabude vaende.+ Ezekieri 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Tarirai! Mweya yose—ndeyangu.+ Mweya+ wababa nomweya womwanakomanawo—ndeyangu.+ Mweya unotadza+—ndiwo uchafa.+
15 Zvino Jehovha akati kwandiri: “Kunyange dai Mosesi+ naSamueri+ vanga vakamira pamberi pangu, mweya wangu waisazombova nehanya nevanhu ava.+ Ndaizovadzinga pamberi pechiso changu, kuti vabude vaende.+
4 Tarirai! Mweya yose—ndeyangu.+ Mweya+ wababa nomweya womwanakomanawo—ndeyangu.+ Mweya unotadza+—ndiwo uchafa.+