Eksodho 23:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Tarira ndiri kutuma ngirozi+ mberi kwako kuti ikuchengete uri mumugwagwa, kuti ikusvitse munzvimbo yandakagadzira.+ Eksodho 33:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndichatuma ngirozi mberi kwako,+ ndodzinga vaKenani, vaAmori, nevaHiti nevaPerizi, vaHivhi nevaJebhusi;+
20 “Tarira ndiri kutuma ngirozi+ mberi kwako kuti ikuchengete uri mumugwagwa, kuti ikusvitse munzvimbo yandakagadzira.+
2 Ndichatuma ngirozi mberi kwako,+ ndodzinga vaKenani, vaAmori, nevaHiti nevaPerizi, vaHivhi nevaJebhusi;+