Amosi 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ‘Nokuti, pazuva randichaita kuti Israeri azvidavirire+ kumukira kwake, ndichaitawo kuti atari dzokuBheteri+ dzizvidavirire; uye nyanga dzeatari dzichagurwa dzowira pasi.+ VaRoma 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+
14 ‘Nokuti, pazuva randichaita kuti Israeri azvidavirire+ kumukira kwake, ndichaitawo kuti atari dzokuBheteri+ dzizvidavirire; uye nyanga dzeatari dzichagurwa dzowira pasi.+
5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+