Genesisi 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Genesisi 15:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akatenda muna Jehovha;+ akamuti akarurama.+ Genesisi 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+ VaHebheru 11:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokutenda akagara ari mutorwa munyika yechipikirwa,+ somunyika isiri yake, akagara mumatende+ pamwe chete naIsaka+ naJakobho,+ vagari venhaka yechipikirwa ichocho pamwe chete naye.+
7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+
9 Nokutenda akagara ari mutorwa munyika yechipikirwa,+ somunyika isiri yake, akagara mumatende+ pamwe chete naIsaka+ naJakobho,+ vagari venhaka yechipikirwa ichocho pamwe chete naye.+