Eksodho 23:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Tarira ndiri kutuma ngirozi+ mberi kwako kuti ikuchengete uri mumugwagwa, kuti ikusvitse munzvimbo yandakagadzira.+ Eksodho 32:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Zvino chiuya, tungamirira vanhu kwandakakutaurira nezvakwo. Tarira! Ngirozi yangu ichakutungamirira,+ uye pazuva randichaunza chirango ndichavaunzira chirango nokuda kwechivi chavo.”+
20 “Tarira ndiri kutuma ngirozi+ mberi kwako kuti ikuchengete uri mumugwagwa, kuti ikusvitse munzvimbo yandakagadzira.+
34 Zvino chiuya, tungamirira vanhu kwandakakutaurira nezvakwo. Tarira! Ngirozi yangu ichakutungamirira,+ uye pazuva randichaunza chirango ndichavaunzira chirango nokuda kwechivi chavo.”+