RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 7:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Jehovha Mwari wako paanozokupinza munyika yauri kuenda kuti uitore ive yako,+ achabvisawo marudzi ane vanhu vazhinji pamberi pako,+ vaHiti+ nevaGigashi+ nevaAmori+ nevaKenani+ nevaPerizi+ nevaHivhi+ nevaJebhusi,+ marudzi manomwe ane vanhu vazhinji uye ane simba kukupfuura.+

  • Dheuteronomi 7:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 “Jehovha Mwari wako achadzinga marudzi aya pamberi pako zvishoma nezvishoma.+ Hauzobvumirwi kukurumidza kuaparadza, kuti zvikara zvirege kukuwandira.

  • Joshua 24:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “‘Makabva mayambuka Jodhani+ mukasvika kuJeriko.+ Varidzi venyika yeJeriko, vaAmori nevaPerizi nevaKenani nevaHiti nevaGigashi, vaHivhi nevaJebhusi vakatanga kukurwisai; asi ndakavaisa mumaoko enyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe