RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 7:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+

  • Dheuteronomi 14:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wako, uye Jehovha akakusarudza kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo,+ pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.

  • Jeremiya 31:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Vachauya vachichema,+ uye ndichavaunza vachiteterera kunzwirwa nyasha. Ndichaita kuti vafambe vachienda kumipata ine nzizi dzemvura,+ munzira yakarurama yavasingazogumburwi. Nokuti ndava Baba vaIsraeri;+ uye Efremu ndiye dangwe rangu.”+

  • Hosiya 11:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Israeri paaiva mukomana, ndakamuda,+ uye ndakashevedza mwanakomana wangu kuti abude muIjipiti.+

  • VaRoma 9:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 idzo dziri vaIsraeri,+ dzakagamuchirwa sevanakomana,+ dzine kukudzwa+ nesungano,+ dzakapiwa Mutemo,+ dzine basa dzvene+ nezvipikirwa;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe