Dheuteronomi 5:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Makabva mati, ‘Onai Jehovha Mwari wedu atiratidza kubwinya kwake noukuru hwake, uye tanzwa inzwi rake richibuda pakati pomoto.+ Nhasi taona kuti Mwari angataura nomunhu uye munhu wacho angaramba achirarama.+ Johani 4:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mwari Mudzimu,+ uye vanomunamata vanofanira kunamata nomudzimu nechokwadi.”+
24 Makabva mati, ‘Onai Jehovha Mwari wedu atiratidza kubwinya kwake noukuru hwake, uye tanzwa inzwi rake richibuda pakati pomoto.+ Nhasi taona kuti Mwari angataura nomunhu uye munhu wacho angaramba achirarama.+