-
Jona 4:2Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
2 Nokudaro akanyengetera kuna Jehovha akati: “Aa, haiwa Jehovha, handizvo zvandainetseka nazvo, pandakanga ndichiri kunyika yangu here? Ndokusaka ndakatizira hangu kuTashishi;+ nokuti ndaiziva kuti muri Mwari ane nyasha nengoni,+ anononoka kutsamwa uye azere nomutsa worudo,+ uye anozvidemba pamusoro pedambudziko.+
-