RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 35:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “‘Zvino vaya vose vane mwoyo yakachenjera+ vari pakati penyu ngavauye vagadzire zvose zvakarayirwa naJehovha,

  • Eksodho 36:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 “Zvino Bhezareri anofanira kushanda pamwe chete naOhoriyabhi+ nevarume vose vane mwoyo yakachenjera vakapiwa uchenjeri+ nokunzwisisa+ naJehovha muzvinhu izvi, kuti vazive maitirwo ebasa rose rebasa dzvene maererano nezvose zvakarayirwa naJehovha.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe