Genesisi 18:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jehovha akazozviratidza+ kwaari pamiti mikuru yeMamre,+ paakanga akagara pasuo retende pakwainge kwava kupisa mukati mezuva.+
18 Jehovha akazozviratidza+ kwaari pamiti mikuru yeMamre,+ paakanga akagara pasuo retende pakwainge kwava kupisa mukati mezuva.+