Eksodho 10:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 uye kuti uzivise mwanakomana wako nomwanakomana womwanakomana wako marwadzisiro andaita Ijipiti kwazvo uye zviratidzo zvangu zvandaita pakati pavo;+ uye imi muchaziva kuti ndini Jehovha.”+ Pisarema 83:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+ Ruka 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iye akabva ati kwavari: “Pose pamunonyengetera,+ itii, ‘Baba, zita renyu ngaritsveneswe.+ Umambo hwenyu ngahuuye.+ Johani 12:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Baba, kudzai zita renyu.” Naizvozvo inzwi+ rakabva kudenga rikati: “Ndakarikudza uye ndicharikudzazve.”+ Mabasa 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Simiyone+ akarondedzera kwazvo kuti Mwari kwenguva yokutanga akafunga nezvemamwe marudzi kuti atore maari vanhu vezita rake.+ Zvakazarurwa 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
2 uye kuti uzivise mwanakomana wako nomwanakomana womwanakomana wako marwadzisiro andaita Ijipiti kwazvo uye zviratidzo zvangu zvandaita pakati pavo;+ uye imi muchaziva kuti ndini Jehovha.”+
18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+
2 Iye akabva ati kwavari: “Pose pamunonyengetera,+ itii, ‘Baba, zita renyu ngaritsveneswe.+ Umambo hwenyu ngahuuye.+
28 Baba, kudzai zita renyu.” Naizvozvo inzwi+ rakabva kudenga rikati: “Ndakarikudza uye ndicharikudzazve.”+
14 Simiyone+ akarondedzera kwazvo kuti Mwari kwenguva yokutanga akafunga nezvemamwe marudzi kuti atore maari vanhu vezita rake.+
3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+