Eksodho 29:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Ndichagara pakati pevanakomana vaIsraeri, uye ndichava Mwari wavo.+ Dheuteronomi 20:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 nokuti Jehovha Mwari wenyu ari kufamba nemi kuti akurwirei pavavengi venyu kuti akuponesei.’+