Eksodho 20:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Ndini Jehovha Mwari wako,+ akakubudisa munyika yeIjipiti, muimba yevaranda.+ Isaya 42:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;+ handizopi kukudzwa kwangu kune mumwe munhu,+ nokurumbidzwa+ kwangu kumifananidzo yakavezwa.+
8 “Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;+ handizopi kukudzwa kwangu kune mumwe munhu,+ nokurumbidzwa+ kwangu kumifananidzo yakavezwa.+